1 Madzimambo 20:42 BDMCS

42 Akati kuna mambo, “Zvanzi naJehovha, ‘Wakasunungura munhu wandakanga ndati anofanira kufa. Naizvozvo upenyu hwako huchatsiva hwake, vanhu vako vachatsiva vanhu vake.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 20

Maonero 1 Madzimambo 20:42 akapoteredza