1 Madzimambo 20:7 BDMCS

7 Mambo weIsraeri akadana vakuru vose venyika akati kwavari, “Tarisai muone kuti murume uyu ari kutsvaga muromo sei! Paakati ari kuda kutora vakadzi vangu navana vangu, nesirivha yangu negoridhe rangu, handina kurambira.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 20

Maonero 1 Madzimambo 20:7 akapoteredza