1 Madzimambo 21:27 BDMCS

27 Ahabhu paakanzwa mashoko aya, akabvarura nguo dzake, akapfeka masaga akatsanya. Akapfeka masaga akafamba achizvininipisa.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 21

Maonero 1 Madzimambo 21:27 akapoteredza