1 Madzimambo 21:6 BDMCS

6 Akamupindura akati, “Nokuti ndati kuna Nabhoti muJezireeri, ‘Nditengesere munda wako wemizambiringa; kana kuti, kana uchida, ndichakupa mumwe munda wemizambiringa kune imwe nzvimbo kuti, utsive uyu.’ Asi iye ati, ‘Handisi kuzokupai munda wangu wemizambiringa.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 21

Maonero 1 Madzimambo 21:6 akapoteredza