1 Madzimambo 22:15 BDMCS

15 Paakasvika, mambo akamubvunza akati, “Mikaya, toenda here kundorwa neRamoti Gireadhi, kana kuti torega?”Akapindura akati, “Rwisai mukunde nokuti Jehovha achariisa muruoko rwamambo.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 22

Maonero 1 Madzimambo 22:15 akapoteredza