1 Madzimambo 22:18 BDMCS

18 Mambo weIsraeri akati kuna Jehoshafati, “Handina kukuudza here kuti haamboprofiti chinhu chakanaka pamusoro pangu, asi zvakaipa chete?”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 22

Maonero 1 Madzimambo 22:18 akapoteredza