1 Madzimambo 22:45 BDMCS

45 Kana zviri zvimwe zvakaitika panguva yokutonga kwaJehoshafati, zvinhu zvaakaita nehondo dzaakarwa, hazvina kunyorwa here mubhuku renhoroondo dzegore negore dzamadzimambo eJudha?

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 22

Maonero 1 Madzimambo 22:45 akapoteredza