1 Madzimambo 22:48 BDMCS

48 Zvino Jehoshafati akavaka chitsama chezvikepe chokutakurisa zvinhu zvokutengesa kuti zviende kuOfiri kundotora goridhe, asi hazvina kuenda nokuti zvakaparara paEzioni Gebheri.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 22

Maonero 1 Madzimambo 22:48 akapoteredza