1 Madzimambo 22:6 BDMCS

6 Saka mambo weIsraeri akaunganidza pamwe chete, vaprofita, vangangoita varume mazana mana, akavabvunza akati, “Ndoenda here kundorwa neRamoti Gireadhi, kana kuti ndoregera?”Vakapindura vakati, “Endai nokuti Jehovha achaiisa muruoko rwamambo.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 22

Maonero 1 Madzimambo 22:6 akapoteredza