1 Madzimambo 3:7 BDMCS

7 “Zvino, Jehovha Mwari wangu, makaita muranda wenyu mambo panzvimbo yababa vangu Dhavhidhi. Asi ini ndinongova hangu mwana mudiki uye handizivi mashandiro andingaita mabasa angu.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 3

Maonero 1 Madzimambo 3:7 akapoteredza