1 Madzimambo 4:12 BDMCS

12 Bhaana, mwanakomana waAhirudhi munyika yeTaanaki, Megidho nenyika yose yeBhetisheani iyo iri parutivi peZaretani, zasi kweJezireeri, kubva kuBhetisheani kusvika kuAbherimehora mhiri kweJokomeami;

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 4

Maonero 1 Madzimambo 4:12 akapoteredza