1 Madzimambo 4:19 BDMCS

19 Geheri mwanakomana waUri, munyika yeGireadhi (nyika yaSihoni mambo wavaAmori nenyika yaOgi mambo weBhashani). Ndiye aiva mubati oga mudunhu iri.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 4

Maonero 1 Madzimambo 4:19 akapoteredza