21 Soromoni akanga ari mambo munyika dzose dzaibva kuYufuratesi kusvikira kunyika yavaFiristia, nokumuganhuwo weIjipiti. Nyika idzi dzakauya nomutero uye vakashandira Soromoni mazuva ose oupenyu hwake.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 4
Maonero 1 Madzimambo 4:21 akapoteredza