1 Madzimambo 4:31 BDMCS

31 Akanga akachenjera kupfuura vamwe vose; akachenjera kupfuura Etani muEzirahi, Hemani, Karikori, naDharidha, vanakomana vaMahori. Mukurumbira wake wakapararira kunyika dzose dzakapoteredza.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 4

Maonero 1 Madzimambo 4:31 akapoteredza