1 Madzimambo 5:11 BDMCS

11 uye Soromoni akapa Hiramu zviyero zviuru makumi maviria zvegorosi kuti zvidyiwe mumuzinda wake, pamwe chete nezviyero makumi mavirib zvamafuta omuorivhi akasvinwa zvakakwana. Soromoni akaramba achiitira Hiramu zvinhu izvi gore negore.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 5

Maonero 1 Madzimambo 5:11 akapoteredza