1 Madzimambo 5:7 BDMCS

7 Hiramu akati anzwa shoko raSoromoni, akafara zvikuru, uye akati, “Jehovha ngaarumbidzwe nhasi, nokuti apa Dhavhidhi mwanakomana ane uchenjeri kuti atonge rudzi rukuru urwu.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 5

Maonero 1 Madzimambo 5:7 akapoteredza