1 Madzimambo 5:9 BDMCS

9 Vanhu vangu vachatakura kubva kuRebhanoni kusvika kugungwa, uye, ndichaayeredza negungwa kunzvimbo yamunenge masarudza. Ikoko ndichapatsanura kuti mugogona kuatora moenda nawo. Imi mugondiitirawo chishuvo changu mugopa muzinda wangu zvokudya.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 5

Maonero 1 Madzimambo 5:9 akapoteredza