1 Madzimambo 6:25 BDMCS

25 Kerubhi rechipiri rakanga rakarebawo makubhiti gumi, nokuti makerubhi maviri aya akanga akafanana pakukura namaumbirwo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 6

Maonero 1 Madzimambo 6:25 akapoteredza