1 Madzimambo 6:32 BDMCS

32 Pamakonhi maviri aya omuti womuorivhi akaveza mifananidzo yamakerubhi, yemiti yemichindwi neyamaruva akazaruka, akafukidza makerubhi nemiti yemichindwi negoridhe rakarohwa.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 6

Maonero 1 Madzimambo 6:32 akapoteredza