34 Akaitawo makonhi maviri omuti womusipuresi, mapenga maviri egonhi rimwe aigona kupetwa, uye mapenga maviri erimwe gonhi aigona kupetwa.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 6
Maonero 1 Madzimambo 6:34 akapoteredza