1 Madzimambo 6:8 BDMCS

8 Musuo weimba yapakati waiva kuchamhembe kwetemberi, paiva namatanho aienda kuimba yapakati, achizobva kuimba yapakati achienda kune yechitatu.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 6

Maonero 1 Madzimambo 6:8 akapoteredza