1 Madzimambo 7:15 BDMCS

15 Akavaka mbiru mbiri dzendarira, imwe neimwe yakanga yakareba makubhiti gumi namasereh, uye yaipoteredzwa netambo yakareba makubhiti gumi namavirii pakuyera.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 7

Maonero 1 Madzimambo 7:15 akapoteredza