23 Akaita Gungwa reNdarira yakanyauswa, redenderedzwa rakanga rine upamhi hwamakubhiti gumil pamuromo, uye rakareba makubhiti mashanu pakukwirira kwaro. Zvaitora tambo yakareba makubhiti makumi matatum kuti iripoteredze pakuyera.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 7
Maonero 1 Madzimambo 7:23 akapoteredza