1 Madzimambo 7:6 BDMCS

6 Akaita imba yembiru yakanga yakareba makubhiti makumi mashanud iine upamhi hwamakubhiti makumi matatue. Pamberi payo paiva nebiravira, pamberi parowo paine mbiru nedenga rakarembera.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 7

Maonero 1 Madzimambo 7:6 akapoteredza