1 Madzimambo 8:11 BDMCS

11 Uye vaprista vakatadza kuita shumiro yavo nokuda kwegore, nokuti kubwinya kwaJehovha kwakazadza temberi yaJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 8

Maonero 1 Madzimambo 8:11 akapoteredza