1 Madzimambo 8:28 BDMCS

28 Kunyange zvakadaro, teererai munyengetero womuranda wenyu nokukumbira kwake, haiwa Jehovha Mwari wangu. Inzwai kudanidzira nomunyengetero uri kuitwa nomuranda wenyu pamberi penyu nhasi.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 8

Maonero 1 Madzimambo 8:28 akapoteredza