30 Inzwai kukumbira kwomuranda wenyu, nokwavanhu venyu Israeri pavanozonamata vakatarisa kunzvimbo ino. Inzwai muri kudenga kwamunogara, uye kana manzwa mugoregerera.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 8
Maonero 1 Madzimambo 8:30 akapoteredza