1 Madzimambo 8:36 BDMCS

36 ipapo inzwai muri kudenga uye mugoregerera chivi chavaranda venyu, vanhu venyu Israeri. Vadzidzisei nzira yakanaka yavanofanira kurarama nayo, uye nayisai mvura panyika yamakapa vanhu venyu kuti ive nhaka yavo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 8

Maonero 1 Madzimambo 8:36 akapoteredza