56 “Jehovha ngaarumbidzwe, iye akapa zororo kuvanhu vake Israeri sezvaakavimbisa chaizvoizvo. Hapana kana shoko rimwe chete risina kuitika pazvivimbiso zvose zvakanaka zvaakapa nokumuranda wake Mozisi.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 8
Maonero 1 Madzimambo 8:56 akapoteredza