1 Madzimambo 8:9 BDMCS

9 Muareka makanga musina chinhu kunze kwamahwendefa maviri amabwe ayo akanga aiswamo naMozisi paHorebhi, Jehovha paakaita sungano navaIsraeri mushure mokunge vabuda muIjipiti.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 8

Maonero 1 Madzimambo 8:9 akapoteredza