1 Madzimambo 9:19 BDMCS

19 pamwe chete namaguta ake ose amatura, namaguta engoro dzake namabhiza ake, zvose zvaakada kuvaka muJerusarema, muRebhanoni nomunyika yose yaaitonga.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Madzimambo 9

Maonero 1 Madzimambo 9:19 akapoteredza