1 Makoronike 1:19 BDMCS

19 Vanakomana vaviri vakaberekerwa Ebheri: mumwe ainzi Peregi, nokuti panguva yake nyika yakanga yakakamurana; munun'una wake ainzi Jokitani.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 1

Maonero 1 Makoronike 1:19 akapoteredza