1 Makoronike 10:14 BDMCS

14 Haana kubvunza kuna Jehovha. Saka Jehovha akamuuraya uye akapa umambo kuna Dhavhidhi mwanakomana waJese.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 10

Maonero 1 Makoronike 10:14 akapoteredza