1 Makoronike 10:4 BDMCS

4 Sauro akati kumubati wenhumbi dzake dzokurwa, “Vhomora munondo wako undibaye nawo kuti varume ava vasina kudzingiswa varege kuuya vakanditambudza.” Asi mubati wenhumbi dzake dzokurwa akatya kwazvo akasada kuzviita; saka Sauro akatora munondo wake akazviwisira pauri.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 10

Maonero 1 Makoronike 10:4 akapoteredza