1 Makoronike 11:15 BDMCS

15 Vatatu pakati pamakumi matatu avakuru vakaburukira kuna Dhavhidhi kuDombo pabako reAdhurami, uye hondo yavaFiristia yakanga yadzika matende muMupata weRefaimi.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 11

Maonero 1 Makoronike 11:15 akapoteredza