1 Makoronike 11:2 BDMCS

2 Kare kunyange Sauro paaiva mambo ndimi maitungamirira Israeri kundorwa. Uye Jehovha Mwari wenyu akati kwamuri, ‘Uchafudza vanhu vangu vaIsraeri uye uchava mutongi wavo.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 11

Maonero 1 Makoronike 11:2 akapoteredza