1 Makoronike 11:22 BDMCS

22 Bhenaya mwanakomana waJehoyadha aiva murwi woumhare aibva kuKabhizeeri, akaita mabasa, makuru. Akauraya mhare mbiri dzapamusoro dzavaMoabhu. Akapindawo mugomba mumwe musi kuine chando akauraya shumba.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 11

Maonero 1 Makoronike 11:22 akapoteredza