1 Makoronike 12:15 BDMCS

15 Ivava ndivo vaya vakayambuka Jorodhani mumwedzi wokutanga parwainge rwakazara nokumahombekombe uye vakaita kuti vanhu vose vaigara mumipata, kumabvazuva nokumavirira, vatize.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 12

Maonero 1 Makoronike 12:15 akapoteredza