1 Makoronike 12:23 BDMCS

23 Uku ndiko kuwanda kwavarume vakapakata zvombo kuti vandorwa, vakauya kuna Dhavhidhi paHebhuroni kuti vatore umambo hwaSauro vahupe kwaari, sezvazvakanga zvarehwa naJehovha:

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 12

Maonero 1 Makoronike 12:23 akapoteredza