1 Makoronike 15:18 BDMCS

18 uye pamwe chete navo hama dzavo dzaitevera paukuru dzaiti: Zekaria, Jaazieri, Shemiramoti, Jehieri, Uni, Eriabhi, Bhenaya, Maaseya, Matitia, Eriferehu, Mikineya, Obhedhi-Edhomu, Jeyeri varindi vemikova.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 15

Maonero 1 Makoronike 15:18 akapoteredza