1 Makoronike 15:2 BDMCS

2 Ipapo Dhavhidhi akati, “Hakuna munhu kunze kwavaRevhi anofanira kutakura areka yaMwari, nokuti Jehovha akavasarudza kuti vatakure areka yaJehovha uye kuti vashumire pamberi pake nokusingaperi.”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 15

Maonero 1 Makoronike 15:2 akapoteredza