1 Makoronike 16:42 BDMCS

42 Hemani naJedhutuni vaiva nebasa rokuridza hwamanda namakandira uye nokuridza zvimwe zviridzwa parwiyo rutsvene. Vanakomana vaJedhutuni vakaitwa vatariri vamasuo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 16

Maonero 1 Makoronike 16:42 akapoteredza