1 Makoronike 17:8 BDMCS

8 Ndakanga ndinewe kwose kwawaienda uye ndakauraya vavengi vako vose pamberi pako. Zvino ndichaita kuti zita rako rive samazita avarume vakuru kwazvo panyika.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 17

Maonero 1 Makoronike 17:8 akapoteredza