1 Makoronike 18:17 BDMCS

17 Bhenaya mwanakomana waJehoyada aitungamirira vaKereti navaPereti; uye vanakomana vaDhavhidhi vaiva machinda makuru parutivi pamambo.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 18

Maonero 1 Makoronike 18:17 akapoteredza