1 Makoronike 18:4 BDMCS

4 Dhavhidhi akapamba chiuru chengoro dzake, vachairi vengoro zviuru zvinomwe navarwi vetsoka zviuru makumi maviri. Akadimbura marunda amakumbo amabhiza ose kusara kwezana ramabhiza engoro.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 18

Maonero 1 Makoronike 18:4 akapoteredza