1 Makoronike 19:10 BDMCS

10 Joabhu akaona kuti kwaiva nemitsetse yavanhu vakagadzirira kurwa mberi kwake neshure kwake; saka akasarudza mamwe wamapoka avarwi vapamusoro muIsraeri akavaendesa kuti vandorwa navaAramu.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 19

Maonero 1 Makoronike 19:10 akapoteredza