1 Makoronike 19:15 BDMCS

15 VaAmoni pavakaona kuti vaAramu vakanga vava kutiza, ivo vakatizawo pamberi pomunun'una wake Abhishai vakamhanyira mukati meguta. Ipapo Joabhu akadzokera kuJerusarema.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 19

Maonero 1 Makoronike 19:15 akapoteredza