1 Makoronike 19:3 BDMCS

3 machinda avaAmoni akati kuna Hanuni, “Unofunga here kuti Dhavhidhi ari kukudza baba vako nokutuma vanhu vake kuti vauye kuzokunyaradza? Vanhu vake havana kuuya kuzoshora nyika yedu here kuti vaitore?”

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 19

Maonero 1 Makoronike 19:3 akapoteredza