1 Makoronike 19:7 BDMCS

7 Vakakumbira ngoro zviuru makumi matatu nezviviri navachairi vadzo, pamwe chete namambo weMaaka navarwi vake, uye akauya akadzika musasa pedyo neMedebha, ukuwo vaAmoni vachiungana kubva mumaguta avo, uye vakabuda kundorwa.

Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 19

Maonero 1 Makoronike 19:7 akapoteredza