18 Karebhu mwanakomana waHezironi akabereka vana nomudzimai wake Azubha (uye naJerioti). Ava ndivo vaiva vanakomana vake: Jesheri Shobhabhi naAridhoni.
Verenga chitsauko zvakakwana 1 Makoronike 2
Maonero 1 Makoronike 2:18 akapoteredza